44 thoughts on “Passion Java On Mike Chimombe , Davido , Dani & Ego Wedding

  1. U are right java ma green bomba ayo akumberi thats y achikunhuwira, gara pasi java, kwenya kopo yako bholato uwone kuti mbinga idzo dzo vhima sei, iwe uri pemaldo sa tawaz futi, 😂😂😂

  2. ᴋᴜsʜᴀʏᴀ ᴋᴡᴇᴋᴜsʜᴀɪʀᴀ 😂 ʜᴀᴀᴀ ᴠᴀɴᴏᴛɪ ᴘᴀᴘᴀ ᴋᴜɴᴀ ᴊᴀᴠᴀ ᴍᴀᴋᴀɴʏᴀᴛsᴏᴋᴡᴀɴᴀ ʜᴇʀᴇ ᴋᴀɴᴀ ᴋᴜᴛɪ ᴍᴜᴋᴜɴʏᴇᴘᴇʀᴀ ᴋᴜᴅᴢᴜɴɢᴀɪʀᴀ ᴘᴀɴᴇ ᴢᴠᴀᴍᴜᴋᴜɪᴛɪsᴡᴀ

  3. Tinowone ma tax ako finally ediot iya yazotaura source of income yake you're a gold smuggler nhai 1 day gava richadambura musungo zanu ndeye ropa rimwe gore Ed chakabuda chichimhanya kunge mbwa yawanikwa ichiba mazai rimwe gore zvakare Chihuri akasungwa zuva rako richasvika Haro uchashumba kuti ungadayi urimbeva

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *